Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zarima kusviba kwakanyanya kunenge kwakaita kunze.
1
Zarima kusviba kwakanyanya kunenge kwakaita kunze.
Zarima kusviba kwakanyanya kunenge kwakaita kunze.
Ndinoshuvira kuzofamba newe muupenyu, ndiwe wega unokwanisa kundiburitsa mumhindo yezarima yeupenyu.
Ko anobvunzwa nani muzarima rakadai?
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zarira
Kana chinhu chichizari-ra chinenge chichikutadzisa kufema zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word