Duramazwi · zita
zariro
muzarirovhayo
Duramazwi · zita
Zariro rimwe remapango anoshandiswa kuvhara musuwo wedanga kana chirugu.
Zariro rimwe remapango anoshandiswa kuvhara musuwo wedanga kana chirugu.
Zariro rimwe remapango anoshandiswa kuvhara musuwo wedanga kana chirugu.
Kuti gwerenu kubvisa mazariro sezvakaita epadanga kana patsapi.
Nzariro inyama inosara padehwe kana vanhu vachivhiya mhuka.
muzariro · vhayo
Duramazwi
01 / 03zarirwa
Kuzarirwa kutadza kufema zvakanaka nekuda kwechipfuva chinorwadza.
VerengaSwipe for the next word