Duramazwi
Zvinoreva
Kuzarirwa kutadza kufema zvakanaka nekuda kwechipfuva chinorwadza.
1
Kuzarirwa kutadza kufema zvakanaka nekuda kwechipfuva chinorwadza.
Asima chirwere chinoita kuti munhu atadze kufema zvakanaka, achiita seanozarirwa.
2
Kuzarirwa kufemera pamusoro kunoita munhu nekuda kweshungu dzinenge dzamubata.
Akazarirwa neshungu anzwa kuti musha wake wapazwa.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zaru
Kuti zaru kuvhura chinhu chakavharwa.
VerengaSwipe for the next word