Duramazwi
-shama-zuruka-vhurika-pfigwa
Zvinoreva
Kana panhu pakazaruka panenge pasina kupfigwa.
1
Kana panhu pakazaruka panenge pasina kupfigwa.
Kana chikoro chakazaruka panenge pari pakati petemu vanhu vachienda kunodzidza.
Kana munhu achinzi akazaruka pfungwa anenge aine njere dzokubata zvaanenenge achidzidziswa.
Kukwabuka kuzaruka kwechinhu mushure mekunge chadhonzwa nesimba.
2
Kana munhu achinzi akazaruka pfungwa anenge aine njere dzokubata zvaanenenge achidzidziswa.
3
Kana chikoro chakazaruka panenge pari pakati petemu vanhu vachienda kunodzidza.
Zvakafanana
-shama · -zuruka · -vhurika
Zvakasiyana
-pfigwa
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zarura
Kuzarura kuvhura mukova kana kuti musuo.
VerengaSwipe for the next word