Duramazwi
-beura-duhumura-zarira-pfiga
Zvinoreva
Kuzarura kuvhura mukova kana kuti musuo.
1
Kuzarura kuvhura mukova kana kuti musuo.
Akatarisa-tarisa murima imomo, mugota make maakanga arere ndokubva azarura musuo achitarisa panze asi hapana munhu waakaona.
Ivo VaChekero vanosvika vachibva kudanga kunozarura mombe.) Chengeto: Mamuka sei sekuru?
Kugwamura kuzarura nechisimba, sezvinoita chinhu chinenge chichimboramba kuvhurika.
2
Kuzarura kubvisa chidziviro pamudziyo.
Zvakafanana
-beura · -duhumura
Zvakasiyana
-zarira · -pfiga
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zarurahomwe
Iyi imari yokutangisisa inobviswa nomunyai, asati atanga kuburitsa roora.
VerengaSwipe for the next word