Duramazwi · zita
zaruramuromo
vhuramuromo
Duramazwi · zita
Aka kamari kanopiwa tezvara nomunyai, kuti vavhure muromo wavo vataure roora ravanoda.
Aka kamari kanopiwa tezvara nomunyai, kuti vavhure muromo wavo vataure roora ravanoda.
Pasina mari yezaruramuromo, vatezvara havagashiri roora.
vhuramuromo
Duramazwi
01 / 03zavaza
Kuzavaza kutaura nyaya dzakawanda, usingapi vamwe mukana wekutaurawo.
VerengaSwipe for the next word