Duramazwi
zavaza
-zata
Duramazwi
Kuzavaza kutaura nyaya dzakawanda, usingapi vamwe mukana wekutaurawo.

Kuzavaza kutaura kunoita munhu ari ega.
Munhu akadhakwa anofamba achizavaza.
-zata
Duramazwi
01 / 03zavhu
Kuti zavhu kurova munhu nechibhakera zvinorwadza.
VerengaSwipe for the next word