Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zavirira ruzha rwavanhu vakawanda vanoimba kana kutaura nguva imwe cheteyo.
Zavirira zivivi romoto mukuru unenge uchibvira.
1

Mumabhawa munogara muine zavirira roruzha.

2

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zawaya
Zawaya zvinhu zvakawanda zvinenge zvakamira uye zvakapararira panzvimbo.
VerengaSwipe for the next word