KwaunobvaDuramazwiZzavhu

Duramazwi

zavhu

Zvinoreva

Kuti zavhu kurova munhu nechibhakera zvinorwadza.

1

Kuti zavhu kurova munhu nechibhakera zvinorwadza.

Akachinzi zavhu chamatsenganzungu akaona nyenyedzi.

Kuti zavhu kurova munhu nechibhakera zvinorwadza.

2

Kuti zavhu kusairira munhu kwakadaro.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zavirira

Zavirira ruzha rwavanhu vakawanda vanoimba kana kutaura nguva imwe cheteyo.

Verenga

Swipe for the next word