Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dhau kupedza zvinhu zvose zvinenge zviripo. N'ombe dzakati dhau chibage chose chakanga chiri mumunda.
Kuti dhau kurova chinhu zvine simba uchishandisa chibhakera.
1

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03Dhavhidhi
david
VerengaSwipe for the next word