Duramazwi01 / 03dhauKuti dhau kupedza zvinhu zvose zvinenge zviripo. N'ombe dzakati dhau chibage chose chakanga chiri mumunda.Verenga→
Duramazwi03 / 03dhayaKana uchidhaya mucheka unenge uchishandisa mushonga kuti jira ritore rumwe ruvara.Verenga→