KwaunobvaDuramazwiSshama

Duramazwi

shama

vacant

-atsama-kapuka-kanhama-shama nyaya-zhamura-amura

Zvinoreva

Kana mukova wakashama, unenge usina kuvharika, paine mukana wokupinda kana kubuda.

1

Kana mukova wakashama, unenge usina kuvharika, paine mukana wokupinda kana kubuda.

Debra akangoti "Aaah!" Kwave kuramba akashama senyana roda kupakwa.

Vose vainge vakangoshama miromo semanyana anoda kupakwa.

Maitakue vakaramba vakashama kwave kutarisa BaTakue.

2

Kushama kukatyamadzwa nezvaitika, zvataurwa kana zvawaona.

3

Kushama n'ai kuzarura muromo zvakanyanya waneta kana wava nehope, uchikweva mweya wakawanda.

Zvakafanana

-atsama · -kapuka · -kanhama · -shama nyaya · -zhamura · -amura · -jamura

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word