Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akatyamara anenge ashamisika zvikuru.
1
Kana munhu akatyamara anenge ashamisika zvikuru.
Chikuwo (!) Chinoshandiswa kana vatambi vachida kuratidza kuvhunduka kana kukatyamara nezvinenge zvaitwa kana kutaurwa neumwe mutambi.
Nyambiswa izwi rinoratidza kukatyamara kunenge kuchiita munhu neruzivo rwaanenge ava narwo.
Kuti nengesva kumira uchitaridza kukatyamara chaizvo.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kaunda
counter
VerengaSwipe for the next word