KwaunobvaDuramazwiKkaunda

Duramazwi · zita

kaunda

counter

Zvinoreva

Kaunda itebhuru inotengeserwa zvinhu muzvitoro, mumabhawa nemumwewo.

1

Kaunda itebhuru inoitirwa bhizimisi mumabhangi kana mudziposvo, yakakamurwa-kamurwa kuita tumikoto.

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kaura

Kana wakaura unenge warwadziwa nezvawanga uchiita, zvokuti hauzodi kuzvipamha zvakare.

Verenga

Swipe for the next word