KwaunobvaDuramazwiKkaurisa

Duramazwi

kaurisa

Zvinoreva

Kukaurisa munhu kumurwadzisa zvokuti anobva apfidza.

1

Kukaurisa munhu kumurwadzisa zvokuti anobva apfidza.

Tadiwa ainge oona kuti hapana waakakaurisa asi aizvikaurisa ega.

Ndakaziva hangu kuti haana kuritorera nhau yekusaguta, hutsinye chaihwo ndihwo hwaakaritorera, kutingoda kundikaurisa chaiko.

Basa ndaisaritya hangu zvekuti ukaona munhu achitofunga kuti anondikaurisa nenhau yekundipa basa anenge achitozvipedzera nguva yake.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kaurura

Kana munhu achikaurura anenge achidyarazve panenge pakamboramba kubuda mbeu dzokutanga.

Verenga

Swipe for the next word