KwaunobvaDuramazwiKkavana

Duramazwi

kavana

Zvinoreva

Kana hembe iine mavara akakavana, mavara acho anenge achiti kukabva rimwe rozodzokororwa pamberi, zvichienda zvichichinjana zvakaenzana.

1

Fongo mutambo wavakomana vechidiki wokutamba vachikavana kumagaro kana mumwe akawanikidzwa akakotama.

Kana hembe iine mavara akakavana, mavara acho anenge achiti kukabva rimwe rozodzokororwa pamberi, zvichienda zvichichinjana zvakaenzana.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kavangu

Kuti kavangu kutushuka kunoita zvinhu zvinenge zvakaita mvura mvura.

Verenga

Swipe for the next word