KwaunobvaDuramazwiKkaura

Duramazwi

kaura

-pfidza-nya

Zvinoreva

Kana wakaura unenge warwadziwa nezvawanga uchiita, zvokuti hauzodi kuzvipamha zvakare.

1

Kana wakaura unenge warwadziwa nezvawanga uchiita, zvokuti hauzodi kuzvipamha zvakare.

Manje akaura ini pana baTakue ndavekutobatirira netsinga netsinga chaidzo, mwana waamai vangu inyoka chaiyo!

Maitakue vaitoseka havo vachiti akaura asi vakazoshamisika Batakue vave kumhanya mhanya kuenda naye kuhospital.

Manje achakaura ndati ndatanga here ini!

Zvakafanana

-pfidza · -nya

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kaurira

Kana uchikaurira pakucheka nyama kana kutora zvimwewo zvamunenge muchigovana, unenge uchikamura pakuru, uchibatirira vamwe.

Verenga

Swipe for the next word