Duramazwi
chenjedza
warn
-ngwadza-nyoedzera
Duramazwi
warn
Kana munhu akachenjedza mumwe anenge amuitira zvakaipa, zvinoita kuti nyakuitirwa angware uye atsvake nzira dzokudzivirira chinhu chakadaro kuti chisazoitikazve.
Kana munhu akachenjedza mumwe anenge amuitira zvakaipa, zvinoita kuti nyakuitirwa angware uye atsvake nzira dzokudzivirira chinhu chakadaro kuti chisazoitikazve.
Kuchenjedza nyamukuta kuzvara uchada.
Usachenjedza n’anga kurapwa uchada.
Chakachenjedza ndochakapa ronda.
Kuchenjedza munhu kumutaurira kuti angwarire chiitiko chakaipa chinogona kuitika kwaari panguva inotevera.
-ngwadza · -nyoedzera
Duramazwi
01 / 03chenjedzo
precaution
VerengaSwipe for the next word