KwaunobvaDuramazwiYyambira

Duramazwi

yambira

alarming

Zvinoreva

Kana munhu achiyambira mumwe anenge achimupa zano kana kumutsiudza pamusoro pezvaanenge achiita zvisina kunaka.

1

Kana munhu achiyambira mumwe anenge achimupa zano kana kumutsiudza pamusoro pezvaanenge achiita zvisina kunaka.

Kana ukakuvara ipapo pachako nokuti ini ndambokuyambira kare.

Kuti tsiu kuyambira munhu maererano nezvakaipa zvingakonzerwa nokuita kwake.

Tinoshandisa hokoyo kuyambira munhu nezvenjodzi inenge yava kuda kumuwira.

Mamwe mazwi ane Y

Y

Swipe for the next word