KwaunobvaDuramazwiYyambu [vambu]

Duramazwi

yambu [vambu]

Zvinoreva

Kuti yambu kubira rwizi uchienda kumhiri kune rumwe rutivi.

1

Kuti yambu kubira rwizi uchienda kumhiri kune rumwe rutivi.

Vakapona nepaburi retsono nekuti vachangoti yambu muNgezi, garwe rakabva rasara richiriga mombe.

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yambuka [-vambuka, -ambuka]

Kuyambuka kupfuura rwizi, mugwagwa kana sango, uchibva kudivi rimwe uchienda kune rimwe.

Verenga

Swipe for the next word