KwaunobvaDuramazwiYyambutsa [-yambusa, vambutsa, vambusa]

Duramazwi

yambutsa [-yambusa, vambutsa, vambusa]

-bidza

Zvinoreva

Kuyambutsa kubatsira munhu kuti akwanise kubira rwizi.

1

Kuyambutsa kubatsira munhu kuti akwanise kubira rwizi.

Muna Zambezi munoshandiswa zvikepe kuyambutsa vanhu mhiri.

2

Kuyambutsa kubatsira munhu kubuda mune rimwe dambudziko.

Zvakafanana

-bidza

Mamwe mazwi ane Y

Y

Swipe for the next word