KwaunobvaDuramazwiYyambuka [-vambuka, -ambuka]

Duramazwi

yambuka [-vambuka, -ambuka]

-bira

Zvinoreva

Kuyambuka kupfuura rwizi, mugwagwa kana sango, uchibva kudivi rimwe uchienda kune rimwe.

1

Kuyambuka kupfuura rwizi, mugwagwa kana sango, uchibva kudivi rimwe uchienda kune rimwe.

2

Kuyambuka kubuda pane chimwe chinhanho chepasi uchienda chemberi.

Gore raayambuka sekondari achienda kuyunivhesiti, ndogore rakatanga zvinhu kumufambira zvakanaka.

3

Kana munhu achinzi ayambuka gore anenge ararama kubva mune rimwe gore kuenda mune rinotevera.

4

Kuyambuka kubuda mumatambudziko.

Zvakafanana

-bira

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yambutsa [-yambusa, vambutsa, vambusa]

Kuyambutsa kubatsira munhu kuti akwanise kubira rwizi.

Verenga

Swipe for the next word