KwaunobvaDuramazwiYyamura

Duramazwi

yamura

accommodate · cooperate

Zvinoreva

Kana munhu achiyamura mumwe, anenge achimupa rubatsiro pane zvaanenge achiita.

1

Kana munhu achiyamura mumwe, anenge achimupa rubatsiro pane zvaanenge achiita.

Kutsindira mwena unobuda shwa kukuvadza kana kuvharidzira chinhu chinokuyamura.

Kana munhu achiyamura mumwe, anenge achimupa rubatsiro pane zvaanenge achiita.

Kana munhu achinzi ane mutsa anenge ane mwoyo wakanaka uye achifarira kuyamura vamwe.

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yamuro

Kana munhu akapiwa yamuro anenge abatsirwa nemari kana chekudya, kana chii zvacho chingangokubatsira panhamo yaanenge ainayo.

Verenga

Swipe for the next word