Duramazwi
yamwira
-mwira
Duramazwi
Kana mwana achinzi ayamwira anenge aramba achinwa mukaka pana mai ivo mai vava nepamwe pamuviri.

01 / 03yamwisa
Kana hadzi ichiyamwisa inenge ichipa mwana wayo mukaka. Pachivanhu mukadzi ane pamuviri haabvumirwe kuyamwisa mwana.
VerengaSwipe for the next word