Duramazwi
Zvinoreva
Kana hadzi ichiyamwisa inenge ichipa mwana wayo mukaka. Pachivanhu mukadzi ane pamuviri haabvumirwe kuyamwisa mwana.
Kana hadzi ichiyamwisa inenge ichipa mwana wayo mukaka. Pachivanhu mukadzi ane pamuviri haabvumirwe kuyamwisa mwana.
Kana mhou ichigondodza inenge ichiramba ichiyamwisa mhuru yapfuura zera rokuyamwa.
Mukadzi munhu anokwanisa kuumba mwana mudumbu make, uye ane mazamu aanogona kuyamwisa nawo mwana uyu.
Kana hadzi ichiyamwisa inenge ichipa mwana wayo mukaka. Pachivanhu mukadzi ane pamuviri haabvumirwe kuyamwisa mwana.
Kana hadzi ichinzi iri kuyamwisa zvinenge zvichireva kuti ine mwana mucheche. Mapiritsi aya haanwiwe nevari kuyamwisa.
Zvakafanana
-mwisa
Mamwe mazwi ane Y
YDuramazwi
01 / 03yanana
Kuyanana kupindirana kunoita vanhu pane zvavanenge vachiita.
VerengaSwipe for the next word