KwaunobvaDuramazwiCchengu

Zvinoreva

Kana munhu ati chengu anenge atarisa neziso rekubiridzira.

Iyi imhuka yomusango yakafanana nengwarati inowanzoonekwa padyo nemvura, uye inofamba nedzimwe dzerudzi rwayo.

1

Muramu akanditi chengu neziso apo ndakamuti ndaimuda.

2

Chinhu chakatsvukira chichienda kune chengu (off-white).

Zvakafanana

ndunguza

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word