Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi akachengetera munhu chinhu chake anenge akamubatira kuitira kuti azomupa nenguva yavanenge vatenderana.
1
Kana munhu achinzi akachengetera munhu chinhu chake anenge akamubatira kuitira kuti azomupa nenguva yavanenge vatenderana.
Handina kumbofamba nenyika ndichikokera vanhu kuti vauye kuzondichengetera vana vangu.
Munharembozha imomo tinogona zvakare kuisa makadhi ekuchengetera mashoko, anonzi mamemori kadhi.
Inga mari yandakafudza mombe kwaMapuranga ndakakupai wani muchiti munochengetera kuti ndizoenda kuchikoro.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chengetwa
kept
VerengaSwipe for the next word