Duramazwi · zita
mbika
mbikira
Duramazwi · zita
inzvimbo yaunochengetera zvekudya kana zvimwewo zvaunozoda kushandisa munguva inotevera.
inzvimbo yaunochengetera zvekudya kana zvimwewo zvaunozoda kushandisa munguva inotevera.
Akaundi yako yekubhangi inogara isina chinhu sembika yegudo.
Wenyu akavimbika ….……………………………………………………………………………………….
Usanyepa mazwi awashandisa, iva munhu akavimbika nekuti ndicho chimwe chinangwa chebumbiro rezvezvidzidzo idzva iri.
mbikira
Duramazwi
01 / 03mbikiza
Mbikiza chiro-kwe chipfupi chakapfumvunyuka zasi.
VerengaSwipe for the next word