KwaunobvaDuramazwiCchengeteka

Duramazwi

chengeteka

Zvinoreva

Kana chinhu chichinzi chakachengeteka chinenge chakabatwa zvakanaka pasina njodzi yachinowana.

1

Kana musikana achinzi akachengeteka anenge asati aziva varume.

2

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chengetera

Kana munhu achinzi akachengetera munhu chinhu chake anenge akamubatira kuitira kuti azomupa nenguva yavanenge vatenderana.

Verenga

Swipe for the next word