Duramazwi
chenjerera
alert · watchout · careful
-ngwarira
Duramazwi
alert · watchout · careful
Kuchenjerera chimwe chinhu kugara wakatarisa kuo-na kuti hachizokuipiri kana kukuvhiringidza here iwe wakarivara.
Kuchenjerera chimwe chinhu kugara wakatarisa kuo-na kuti hachizokuipiri kana kukuvhiringidza here iwe wakarivara.
Kuti bhasopo kureva kuti chenjerera. Famba wakatarisa mberi, *bhasopo nyoka iyo*.
Pfupiso Chitsauko chino chakujekesera zvinotarisirwa pakunyora pfupiso uye zvaunofanira kuchenjerera.
Kana munhu achiita zvinhu akangwarira anenge achizviita akachenjerera kusawira munjodzi.
-ngwarira
Duramazwi
01 / 03chenji
change
VerengaSwipe for the next word