KwaunobvaDuramazwiCchenji

Duramazwi · zita

chenji

change

Zvinoreva

Chenji imari yaunodzorerwa panenge pabviswa yomutengo wechaunotenga.

1

Chenji imari yaunodzorerwa panenge pabviswa yomutengo wechaunotenga.

Keshiya wemubhawa umu anobiridzira vanhu vanenge vadhakwa chenji dzavo.

Chenji imari yaunodzorerwa panenge pabviswa yomutengo wechaunotenga.

2

Chinji inhumbi dzokupfeka kana wabvisa dzaunenge wambopfeka.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

cheno

Kana munhu aine cheno anenge achifarira kupfeka nhumbi dzakatsvinda uye dzinoe-nderana nenguva.

Verenga

Swipe for the next word