Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu aine cheno anenge achifarira kupfeka nhumbi dzakatsvinda uye dzinoe-nderana nenguva.
1

Marwei wacho akanga akati mafuta kumeso *kibi*, hanzi ndiyo cheno.
Kana munhu aine cheno anenge achifarira kupfeka nhumbi dzakatsvinda uye dzinoe-nderana nenguva.
Urwu rudzi rwebhachi rinodziya, rinopfekerwa cheno.
2
Cheno kamupfekero kakangosiyana nekevamwe.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chenomwe
seventh
VerengaSwipe for the next word