KwaunobvaDuramazwiCchitaira

Duramazwi · zita

chitaira

Zvinoreva

[chitayera, sitayera, sitayira) Kaitiro kechishasha.

1

[chitayera, sitayera, sitayira) Kaitiro kechishasha.

2

Chitaira chidavado chaunoshandisa paunenge uchiita zvimwe zvinhu nechinangwa chekuti zvifadze.

*Chitaira chemuimbi uyu chekutamba chinofadza vanhu vakawanda.*

3

Chitaira chidavado chaunoshandisa kuti ubudirire pane zvimwe zvinhu.

*Chitaira chemutambi webhora uyu ndicho chaita kuti agone kugohwesa chibodzwa.*

4

Chitaira utsanzi hwa-unoshandisa pane chimwe chinhu nechinangwa chekuti chinake.

*Chitaira chakashandiswa pakuvaka imba iyi ndinochifarira chaizvo.*

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitaitai

Chitaitai kapembene-ne kanobhururuka kachibakidza kamoto, kanoramba kachiti kakambobaka kodzima, uye kanowanzoonekwa panguva yokunaya kwemvura.

Verenga

Swipe for the next word