Duramazwi · zita
unyanzvi
Art · finesse · ingenuity · resourcefulness · skillful · specialized · talented · skill · skilled · technique
Duramazwi · zita
Art · finesse · ingenuity · resourcefulness · skillful · specialized · talented · skill · skilled · technique
Kana munhu achinzi ane unyanzvi anenge ane ruzivo rwakakomba rwokuita chimwe chinhu.
Kana munhu achinzi ane unyanzvi anenge ane ruzivo rwakakomba rwokuita chimwe chinhu.
Tinodaira wakakwanisa kushandisa unyanzvi hwose hwokunyora, kutaura uye kuteerera.
Mutsauko mukuru ndewokuti chikamu choga chog chinoda kuti udzidze unyanzvi hutsva.
Wakafanira kushandisa unyanzvi hwauinahwo hwekupindura mibvunzo yenzwisiso yapiwa.
ungwazi · ushasha · usanzi
Duramazwi
01 / 03unyara
Unyara kambuyu kanogona kuruma nokupinda pasi penzara dzezvigunwe kundokandirira mazai.
VerengaSwipe for the next word