Duramazwi · zita
ushasha
championship
unyanzviungwazi
Duramazwi · zita
championship
Ushasha kuva neruzivo rwakanyanya rwechimwe chinhu.
Ushasha kuva neruzivo rwakanyanya rwechimwe chinhu.
Ushasha hwekunyora pfupiso hunozoonekwa zvikuru kana wave kukumbirwa kunyora zviri kukurukurwa pamisangano.
Ushasha kuva neruzivo rwakanyanya rwechimwe chinhu.
Bhingo itsvimbo youshasha yaiti kana munhu achifamba odonzva, kana asvika pana vanhu oipeta kuita chigaro.
unyanzvi · ungwazi
Duramazwi
01 / 03ushayi
Kana munhu achinzi ane ushayi anenge ari murombo, asingagoni kuwana zvinomuraramisa.
VerengaSwipe for the next word