Duramazwi · zita
Zvinoreva
Unyanzvi.
1
Unyanzvi.
Kana munhu achinzi ane chiti anenge aine unyanzvi hwekuziva mafambisirwo anoitwa zvimwe zvinhu.
Ndakatonzwa vachitoramba zvechipatara vachiti ndezvehuroyi zvinoda kunamatirwa.
Ndakaona kuti nditange nekuridza mhere ndichiti kwaita munhu hazviite.
2
Umhizha.
3
Kana munhu achinzi ane chiti anenge aine unyanzvi hwekuziva mafambisirwo anoitwa zvimwe zvinhu.
4
Kana munhu akanzi ane chiti anenge aine shungu, achiita zvinhu zvake nounyanzvi. Baba vake vane chiti - _vakatotsindikira minda; uku vakatoisa gorosi, uye ngadhi ravo rasvibira fani._
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chitiga
Chitiga imhuka inenge iine mumhu mukuru.
VerengaSwipe for the next word