Duramazwi · zita
ruru
chishashavira
Duramazwi · zita
Ruru kahushungu-shungu kokuda kuita zvimwe zvinhu.
Ruru kahushungu-shungu kokuda kuita zvimwe zvinhu.
Muru-me uyu ane ruru yokuvaka musha wake.
Ainge obvunda zvino serutsanga ruru mumvura ave kushaya kuti odii.
Danda rokuora rakati ruru bhu pakauya mhepo zhinji.
chishashavira
Duramazwi
01 / 03ruru bhu
Kuti ruru bhu kudonha kwechinhu kubva pakakwirira chichiiita mutsindo pachinosvika pasi.
VerengaSwipe for the next word