KwaunobvaDuramazwiRrurudza

Duramazwi

rurudza

-rudza

Zvinoreva

Kuita zvinhu zvakawanda kana kuti kwenguva refu.

1

Kuita zvinhu zvakawanda kana kuti kwenguva refu.

Ane benzi ndeane rake, kudzana unopururudza.

Ane bedzi ndeane rake kudzana anopururudza.

Kuti kiri kiri kupurururudza kunenge kuchiita munhu kana afara chaizvo.

2

Kururudza kutaura tunhu twusina shumo usingazorore.

3

Kururudza kuita vana vakawanda.

4

Kururudza kubereka kwemunhukadzi kwekuita gore mwana, gore mwana.

5

Kururudza kuchema kwenguva yakareba.

Zvakafanana

-rudza

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruruma

Kururuma ruzha runobuda mudumbu, apo chikafu chawadya chinenge chiri kuzeyiwa.

Verenga

Swipe for the next word