Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vakati rururu vanenge vaita zvinhu zvakafanana panguva imwe chete.
1

Vana vakati rururu kumhanyira kumba mvura payanga yonaya.
Kuti rururu ti kudonha kwechinhu kubva kumusoro chichinowira pasi zvine mutsindo.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rururu ti
Kuti rururu ti kudonha kwechinhu kubva kumusoro chichinowira pasi zvine mutsindo.
VerengaSwipe for the next word