KwaunobvaDuramazwiSshungu

Zvinoreva

Munyato.

1

Munyato.

Haana kuita shungu dzekuvhura semunhu ainge aneta akange ave kushuwira kuti kudoke.

Maitakue Havana kunyarara kuchema shungu dzainge dzavabata vave kufunga mwana wavo.

Shungu dzake dzakange dzave dzekuda kurwadzisa Batakue nemukadzi wavo.

Zvakafanana

mudongondo · gwinyiro

Zvine chekuita

ushungu

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shungurudza

Kushungurudza kurwadzisa umwe munhu zvakanyanya nokuda kwokumuitira kana kumutaurira zvinomudzimba.

Verenga

Swipe for the next word