Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane ushungu anenge ane maitiro ekukasira kushatirwa zvekuda kurova kana kurwa nevamwe.
1

Kana munhu ane ushungu anenge achiti kana akadenhwa haazodi kudzibwa asati amborwa.

Ruru kahushungu-shungu kokuda kuita zvimwe zvinhu.
2
Kana munhu ane ushungu anenge achiti kana akadenhwa haazodi kudzibwa asati amborwa.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ushwete
Ushwete kurambisisa zvinhu zvaunoziva.
VerengaSwipe for the next word