KwaunobvaDuramazwiUusikana

Duramazwi · zita

usikana

ukomana

Zvinoreva

Usikana inguva inovira munhukadzi ari mudiki kusvika aite imba yake.

1

Usikana inguva iyo munhukadzi anenge asati aziva murume.

Kushaya mano kwomusikana kukungira sadza chibhakira.

2

Usikana inguva iyo munhukadzi anenge asati aziva murume.

Zvakasiyana

ukomana

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word