KwaunobvaDuramazwiSshumo

Duramazwi · zita

shumo

Zvinoreva

Mazwi ane hwaro hweruzivo nehungwaru anopfupikisa upenyu.

1

Mazwi ane hwaro hweruzivo nehungwaru anopfupikisa upenyu.

Marujata munhu anogarofamba mumaraini, dzimwe nguva achingopopota popota zvisina shumo.

Kana mwana achiyema anenge achingogara achichema-chema zvisina shumo.

Kana munhu achigangarika anenge achitaura zvinhu zvisina shumo.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shundura

Kushundura chinhu kuchitsemura uchishandisa minwe.

Verenga

Swipe for the next word