KwaunobvaDuramazwiSshumba

Zvinoreva

Mhuka yesango ine simba inotyisa inodya nyama (lion).

Shumba imhuka inenge zikatsi zihombe, ine zenze guru,uye ine simba zvikuru zvekuti inotorarama nekuvhima dzimwe mhuka ichidya nyama yadzo.

1

Mhuka yesango ine simba inotyisa inodya nyama (lion).

Kana shumba ikashaya nyama inodya uswa.

Unoda kuti ndingoti ose machena, Shumba yangu yiyi!

Asi zuva rimwe, mbudzi yakaramba kuenda kuna Shumba, ichiti,"Handiende kunofa!

2

Shumba imhuka inenge zikatsi zihombe, ine zenze guru,uye ine simba zvikuru zvekuti inotorarama nekuvhima dzimwe mhuka ichidya nyama yadzo.

Shumba inodzvova zvine ruzha rukuru.

Kana shumba ikashaya nyama inodya uswa.

Unoda kuti ndingoti ose machena, Shumba yangu yiyi!

Zvakafanana

mukugu · mhondoro

Mwana wa

handa

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shumha

Shumha muchero wakaurungana unoita rukanda rweshora kana wai-

Verenga

Swipe for the next word