Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kachirevo mashoko mashoma ane udzamu, anonongotaurwa akadaro pakafanira, asi iwo asiri tsumo kana dimikira.
1
Kachirevo mashoko mashoma ane udzamu, anonongotaurwa akadaro pakafanira, asi iwo asiri tsumo kana dimikira.
"Ngaisiye matambo," kachirevo kanoshandiswa kukumbira ruregerero, kana kuti nyaya iri kutaurwa ichipera.
Aka kachirevo kanoshandiswa kusvotesa munhu awirwa nezvamurwadza nokuda kokusaterera.
Aka kachirevo kanoreva kuti kana usina pfungwa dzinotora zvakanaka unenge uchingoita semupengo.
2
Kachirevo mashoko anoshandiswa muchirevo achitevedzana, uyezve iwo aine wirirano yawo pachawo. "Mukomana mutema murefu" kachirevo kari mumupanda wokutanga.
Zvine chekuita
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kachu
Kana wati chinhu kachu nebwe unenge wachitswanya.
VerengaSwipe for the next word