Duramazwi
kachikira
-kachira
Duramazwi
Kubata kana kuita uchikasikira.
Kubata kana kuita uchikasikira.
Kukachikira kumhanyira kuita chinhu chausina kutumwa, kana kuti nguva isati yakwana.
Kukachikira chinhu kuchigamha chichiri mudenga uye chisati chamhara pasi.
Kubvuta.

01 / 03kachira
Kukachikira.
VerengaSwipe for the next word