Duramazwi
shungurudza
-tambudza
Duramazwi
Kushungurudza kurwadzisa umwe munhu zvakanyanya nokuda kwokumuitira kana kumutaurira zvinomudzimba.
Kushungurudza kurwadzisa umwe munhu zvakanyanya nokuda kwokumuitira kana kumutaurira zvinomudzimba.
VaMhofu vakangodzungudza musoro asi fact yekuti mukadzi aisave pamba yaiva shungurudza zvisingaite.
Wadirei kundishungurudza kudaro.
Mashoko kana chiitiko chinodumbira zvinhu zvinokurwadza kana kushungurudza mwoyo.
-tambudza
Duramazwi
01 / 03shungurudzika
Kugurukuta.
VerengaSwipe for the next word