Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiteza rudzi rwehuku isina besu.
1
Chiteza rudzi rwehuku isina besu.
Chiteza rudzi rwezvimajuru zvisingadyiwi, zvine misoro yakaurungana, zvinowanza kuriga mahuswa zvichidya.
Chiteza rudzi rwehuku isina besu.
Kana uchiteza huni, unenge uchidziunganidza kuti ugoenda nadzo kumba wonodzivesa.
2
Chiteza rudzi rwezvimajuru zvisingadyiwi, zvine misoro yakaurungana, zvinowanza kuriga mahuswa zvichidya.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03ChiThai
thai
VerengaSwipe for the next word