KwaunobvaDuramazwiUunyari

Duramazwi · zita

unyari

Zvinoreva

Uku kuva munhu anenge asina kugadzikana nokuda kwezvinhu zvinenge zviri kukunetsa.

1

Uku kuva munhu anenge asina kugadzikana nokuda kwezvinhu zvinenge zviri kukunetsa.

Haunyari here kufukura nguo pazere vanhu?

Kufudza kuparadza nyaya kana ushamwari. Haunyari here kugara uchingoita shanje dzokuda kufudza rudo rwavamwe.

Imi amai imi izvezvi hamunyari munhu mukuru kutaura zvakadaro muchivharidzira unyangadzi hwemwana wenyu?

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unye

Unye tumvere tunoswinya, tunowanika pane mimwe miti kana bundo rakaita sorwenya kana mamwe makonye.

Verenga

Swipe for the next word