KwaunobvaDuramazwiUunyara

Duramazwi · zita

unyara

Zvinoreva

Unyara kambuyu kanogona kuruma nokupinda pasi penzara dzezvigunwe kundokandirira mazai.

1

Unyara kambuyu kanogona kuruma nokupinda pasi penzara dzezvigunwe kundokandirira mazai.

Unyara kambuyu kanogona kuruma nokupinda pasi penzara dzezvigunwe kundokandirira mazai.

Ko kuzoti Tadiwa aiita kunyara kunge munhu awanikwa akarara nembudzi.

Vakazotanga kunyara ndokubva vafuga machira epamasofa kwave kutanga kunanaira vodzokera kunopfeka.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unyari

Uku kuva munhu anenge asina kugadzikana nokuda kwezvinhu zvinenge zviri kukunetsa.

Verenga

Swipe for the next word